KwaunobvaDuramazwiJjanha

Duramazwi · zita

janha

-danha

Zvinoreva

Nguva yaunopihwa basa rako paruzhinji (turn).

Kujanha kusvetuka sekuya kunoitwa pazambuko rine matombo, kana vanhu vachitsika nepamatombo aya.

1

Takajanha pamatombo aiva pajahwi.

Maraundi majanha ekupana mari kana midziyo yemumba, anowanzoitwa mudzimba.

2

Zvakafanana

-danha

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

janhi

Kuti janhi kusvetuka uchibva pane imwe nzvimbo uchinomhara pane imwe.

Verenga

Swipe for the next word