Duramazwi · zita
Zvinoreva
Janjanja ihoro kana kamuri reimba rakakura chaizvo.
Kana zvinhu, kazhinji zvesimbi, zvakangoti janjanja zvinenge zvakaunganidzwa pamwe chete uye zvisina kurongeka.
1

2

Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03janjare
Zviwanikwa mumatambudziko.
VerengaSwipe for the next word