KwaunobvaDuramazwiDdama

Duramazwi

dama

cheek

mhutu

Zvinoreva

Dama inhengo yomuviri iri nechapazasi pemaziso, inodzika norutivi rwechiso, ine mukati munogona kuchengeterwa chokudya paunenge uchitsenga.

1

Dama inhengo yomuviri iri nechapazasi pemaziso, inodzika norutivi rwechiso, ine mukati munogona kuchengeterwa chokudya paunenge uchitsenga.

Manyengedza pfungwa efodya kuzadza dama nehutsi husingasviki kuguru.

2

Kana munhu achiti ane dama nomumwe anenge aine mashoko aanenge achida kutaura naye.

Ndine dama newe, saka wozosvika kumba kwangu kusati kwavira.

3

Dama mashoko ane ungwaru, anotaurwa nomunhu kune mumwe kana kuti kuchaunga chevanhu.

Rawataura iri ndiro dama, chirega tichitozviita izvozvi.

Zvakafanana

mhutu

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

damba

Damba rudzi rwebundo rinobuda munguva yezhizha, risingakasiri kufa.

Verenga

Swipe for the next word