Duramazwi
Zvinoreva
Kana sadza richidakuka rinenge richikwata richisvetukira mudenga nokudzoka pasi nguva yakare.
1

Sadza rakadakuka rikapisa mwana paziso.
Kana sadza richidakuka rinenge richikwata richisvetukira mudenga nokudzoka pasi nguva yakare.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dakunanzva
Dakunanzva kudya kunotapira chaizvo.
VerengaSwipe for the next word