KwaunobvaDuramazwiDdaku daku

Zvinoreva

Kuti daku daku mafambiro ekusvetuka anoitwa nemhuka diki dzakaita setsuro.

1

Kuti daku daku mafambiro ekusvetuka anoitwa nemhuka diki dzakaita setsuro.

Katsuro kaiti daku daku kachitsvaga zvokudya.

2

Kuti daku daku kubarika kunoita tumvari twomoto tuchibva pachitsiga kana pamwewo.

Moto waiti daku daku uchibva pamakwande.

3

Kuti daku daku kutaura munhu achikurumidza asi zvaanotaura zvichinzwikwa.

Zvakafanana

dau dau · kwaku kwaku · tomu tomu · waru waru · mvari mvari

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dakuka

Kana sadza richidakuka rinenge richikwata richisvetukira mudenga nokudzoka pasi nguva yakare.

Verenga

Swipe for the next word