KwaunobvaDuramazwiGgonera

Duramazwi · zita

gonera

Zvinoreva

Gonera inzvimbo inenge yagara nyuchi kwamakore akawanda.

Kukorera.

1

Iko ndaitoshaya kuti dzaive dzabva kupi chaizvo hope dzegonera dzakadaro?.

Saka ukaisa bhora unenge wandigonera.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gonerakudera

Kana munhu achinzi igonerakudera anenge achishusha vadiki kwaari, kana avo vanozikanwa nembiri yokusagona kurwa.

Verenga

Swipe for the next word