KwaunobvaDuramazwiCchikumbiro

Duramazwi · zita

chikumbiro

entreaty · plea · request

Zvinoreva

Chikumbiro mazwi anotaurwa nomunhu achida kuitirwa chimwe chinhu nomumwe.

1

Chikumbiro mazwi anotaurwa nomunhu achida kuitirwa chimwe chinhu nomumwe.

Chikumbiro mazwi anotaurwa nomunhu achida kuitirwa chimwe chinhu nomumwe.

Kuti gwava kumira uri chinhambwe kubva pamunhu waunoda kupa chikumbiro.

Kusevha chikumbiro kana chinhu nenzira yekusaremekedza.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikumbwe

Chikumbwe kapururu katema kanogara mumwena panzvimbo dzakanyorova.

Verenga

Swipe for the next word