KwaunobvaDuramazwiCchikukwa

Duramazwi · zita

chikukwa

Zvinoreva

Chikukwa igonye rine mambava ane unye, zvokuti ukarinzvenzvera ganda rinoswinya.

1

Akaerekana avaviwa nechikukwa chaakanga asina kuona chakati kwande kwande neshizha remukute.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word