Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chikukumbe chirwere chinoita panzungu, nyimo kana dzimwewo mbesa dzichibva dzaoma kana kuunyana mashizha.
1

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chikukutu
Chinhu chikukutu chihombe uye chinonetsa kupedza.
VerengaSwipe for the next word