KwaunobvaDuramazwiCchiKristu

Duramazwi · zita

chiKristu

chikorwaukorwa

Zvinoreva

ChiKristu chitendero chesvondo dzinodaira kuti kuna Jesu mwanakomana womusiki anonzi Mwari.

Idzi itsika nemaitirwo anofanira kutevedzwa nevanhu vanopinda svondo.

1

ChiKristu itsika nemaitiro anofanira kutevedzwa navanhu vanopinda svondo dzinotendera kuti kuna Jesu.

Kana munhu achinzi aona chiedza pachiKristu anenge atambira Jesu semuponesi wake.

2

ChiKristu itsika nemaitiro anofanira kutevedzwa navanhu vanopinda svondo dzinotendera kuti kuna Jesu.

3

Idzi itsika nemaitirwo anofanira kutevedzwa nevanhu vanopinda svondo.

ChiKristu chitendero chesvondo dzinodaira kuti kuna Jesu mwanakomana womusiki anonzi Mwari.

ChiKristu itsika nemaitiro anofanira kutevedzwa navanhu vanopinda svondo dzinotendera kuti kuna Jesu.

Mune zvechiKristu uMwari masimba nezviratidzo zvose zvinoratidza kuti kuna Mwari.

Zvakafanana

chikorwa · ukorwa

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikuhuhu

Chikuhuhu chishiri chipfupi chine besu refu uye chine nyama yakawanda.

Verenga

Swipe for the next word