Duramazwi02 / 03munyenjeMunyenje muti unofarirwa nenyenze wakaomarara, unowanikwa kunzvimbo dzine mvura shoma.Verenga→
Duramazwi03 / 03munyenzaMunyenza muti unoita maruva machena anonhuhwirira unoita vana vatete uye une midzi yekuti munhu akaidya anofa.Verenga→