KwaunobvaDuramazwiMmunamato

Zvinoreva

Munamato mazwi anotaurwa kuna Mwari kana kuvadzimu, vanhu vachikumbira kana kutenda zvakasiyana-siyana.

1

Munamato mazwi anotaurwa kuna Mwari kana kuvadzimu, vanhu vachikumbira kana kutenda zvakasiyana-siyana.

Mama vangu vaive vandiudza kuti munamato chete ndiwo uchandiraramisa saka kunamata ndaisazorega zvangu.

Ndakanzwa kutya kwakanyanya ndichibva ndatodimbudzira munamato ndokurara ndichibva ndazvifukidza musoro.

Vakatanga kunamata munamato wavo wakadzikama.

Zvakafanana

munyengetero · mukumbiro

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munamba

Kuyedza nepese paunogona nekukasika.

Verenga

Swipe for the next word