Duramazwi · zita
munyemba
ivy · cowpea leaves (eaten as relish)
Duramazwi · zita
ivy · cowpea leaves (eaten as relish)
Munyemba chirimwa chinotanda kana kumonera zvimwe zvirimwa, chinobereka nyemba.

Munyemba muriwo wemashizha echirimwa chinokura chichimonera zvimwe zvirimwa.
Nyemba rudzi rwembeu inobikwa mutakura, inoberekwa nembesa inonzi munyemba.
Munyemba muriwo wemashizha echirimwa chinokura chichimonera zvimwe zvirimwa.
Duramazwi
01 / 03munyengedzi
Munyengedzi munhu asingatauri chokwadi, anonyepera vamwe achiita kuti ivo vafunge kuti iye munhu kwaye.
VerengaSwipe for the next word