KwaunobvaDuramazwiZzivikanwa

Duramazwi

zivikanwa

familiar

Zvinoreva

Kana munhu achizivikanwa anenge aine mbiri muchimwe chinhu. Mwana wake anozivikanwa zvikuru munyaya dzekuimba idzi.

1

Kana munhu achizivikanwa anenge aine mbiri muchimwe chinhu. Mwana wake anozivikanwa zvikuru munyaya dzekuimba idzi.

Chino zivikanwa naBaTakue kuita magirl friend avo ukuwo mukadzi achiita zvemakuhwa vozongosangana mumba voita sevanhu kwavo pamberi peumwe.

Zvamangwana zvinozivikanwa nebenzi.

Mutambo uyu unozivikanwa zvikuru nekuunganidza vanhu vemhuri.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zivira

Kana munhu azivira kuita chinhu, anenge ajairira kuchiita. Mombe iyi yazivira kudya mugadheni rechikoro.

Verenga

Swipe for the next word