KwaunobvaDuramazwiZzivisa

Duramazwi · chiito

zivisa

acquaint · announce · inform · notify

-zivisisa

Zvinoreva

Kana ukazivisa munhu unenge wamutaurira zvimwe zvinhu zvaanga asati anzwa. Akatuma mwana kwababamukuru vazvo kundovazivisa nezvedambudziko iri.

1

Kana ukazivisa munhu unenge wamutaurira zvimwe zvinhu zvaanga asati anzwa. Akatuma mwana kwababamukuru vazvo kundovazivisa nezvedambudziko iri.

Vanga vadii kungonditaurira kuti kana ndavaona ndigozivisa vanhu vokumusha kuti vauye kuzondibatsira kuita izvi?

Mapepa anobatsira mukuzivisa vanhu mamiriro akaita nyika mungave munguva yehondo chaimo.

Saka hope dzaigona kuzivisa vanhu nyatwa dzavaigona kusanana nadzo.

2

Kana munhu achinzi anozivisa anenge aine ruzivo rwakawanda pamusoro pechinhu kana pemunhu.

Zvakafanana

-zivisisa

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zivisisa

Kana uchizivisisa chinhu unenge uchikwanisa kupa tsanangudzo yakazara pamusoro pacho. Kuti munhu ugone kubata mbavha unofanira kutozivisisa maitire ayo, zvisizvo inogona kukuuraya.

Verenga

Swipe for the next word