KwaunobvaDuramazwiCchizivano

Duramazwi · zita

chizivano

chiukamachikarabwino

Zvinoreva

Chizivano kuita kokusarudza vehama neshamwari uchingoitira ivavo voga zvakanaka. Mabasa okupinzana nechizivano anopera musi wokutosvorana.

1

Zvakafanana

chiukama · chikarabwino

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word