KwaunobvaDuramazwiCchizitandevo

Duramazwi · zita

chizitandevo

Zvinoreva

Aya mazwi maviri kana kupfuura anoreva kana kutsanangura chimwe chinhu. *"Mukadzi mbeveve."* Mazwi aya muenzaniso wechizitandevo.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chizivano

Chizivano kuita kokusarudza vehama neshamwari uchingoitira ivavo voga zvakanaka. Mabasa okupinzana nechizivano anopera musi wokutosvorana.

Verenga

Swipe for the next word