KwaunobvaDuramazwiBbvota

Duramazwi

bvota

-bvunzira chiyambo

Zvinoreva

Kubvota kubvunza chinhu chaunoziva uchiita seusingazivi.

1

Kubvota kutaura zvinhu zvisina ungwaru uye zvisina kutanga zvambofungwa zvakanyatsonaka.

2

Zvine chekuita

-bvunzira chiyambo

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvotomo

chaanoziva asi iye achiziva zvake.

Verenga

Swipe for the next word