Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bvoroza maitiro ekushandisa chinhu chemumwe asina kukupa mvumo. Wava kuzovengana nemunin'ina wako zvaunogaroita bhasikoro rake bvoroza.
1

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvota
Kubvota kubvunza chinhu chaunoziva uchiita seusingazivi.
VerengaSwipe for the next word