KwaunobvaDuramazwiBbvorongota

Duramazwi

bvorongota

Zvinoreva

Kubvorongota kukanganisa rufaro rwevanhu kana mhuka. Chidhakwa ichi chabvorongota muchato wanga uchinakidza.

1

2

Kana munhu abvorongota mumwe anenge amuita kuti asada kuramba achiita chinhu chaanga achiita. Handichatengi motokari nokuti kutaura kwako kwatondibvorongota.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvorototo

Kuti bvorototo kupera mweya kunoita chubhu yevhiri kana yebhora.

Verenga

Swipe for the next word