KwaunobvaDuramazwiSsano-

Duramazwi

sano-

-fano-

Zvinoreva

Ichi chivakapakati chinomirira chiitomwana kusana, kuratidza chinotanga chaitika pazviito zviviri.

1

Ichi chivakapakati chinomirira chiitomwana kusana, kuratidza chinotanga chaitika pazviito zviviri.

Mwana akasanogadza mvura yesadza pamoto muriwo uchiibva.

Zvakafanana

-fano-

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sanyika

Sanyika munhu anotonga dunhu, ari pasi paishe mu-kuru.

Verenga

Swipe for the next word