Duramazwi
sanyura
-senyura
Duramazwi
Mudzidzisi akachenga vana vose paduhwino kuti vasanyura.
Kuwatsanyura kukanda zvinhu, zvakaita sesimbi nehasha, zvopararira pasi zvichirira.
Chitivhiri ipati iri pagejo, inotenderera sevhiri, inoita kuti gejo rinyure kana kusanyura.
-senyura
Duramazwi
01 / 03sanzu
Sanzu idavi romuti kana kuti muti wakaita mudoko unenge wakatemwa ukaoma pamwe chete nemashizha awo.
VerengaSwipe for the next word