KwaunobvaDuramazwiSsanhura

Duramazwi

sanhura

-banha

Zvinoreva

Kusanhura kupfura chinhu negumbo zvakasimba.

1

Kusanhura kupfura chinhu negumbo zvakasimba.

Akasanhura bhora rikaenda mudenga.

Kusanhura kupfura chinhu negumbo zvakasimba.

Zvakafanana

-banha

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sano-

Ichi chivakapakati chinomirira chiitomwana kusana, kuratidza chinotanga chaitika pazviito zviviri.

Verenga

Swipe for the next word