Duramazwi · zita
Zvinoreva
ti yakawanda.
Mhitsa zimukwende rakaita sezibandauko renyama, rinorema zvikuru.

Mhitsa munhu kana mhuka hombe yakasimba chaizvo.
Kun'an'aura kuruma kunoita mhuka ichidambura zvimhitsa zvenyama.

Zvakafanana
deke · timba · nhimba · mbinga · mhony'a · chamapinyori la · chikakarara la
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhiza
Kumhiza kubvisa chimwe chinhu pamuviri wako nokuchizunza uchishandisa simba rakawanda uye usina kuchibata nemaoko.
VerengaSwipe for the next word