Duramazwi · zita
mhiripiri
pepper · chili
Duramazwi · zita
pepper · chili
Mhiripiri chirimwa chinokura kuita kakwenzi, chichiita vana vanotsvuka kana kwaibva, chinoshandiswa kurunga muriwo kuti uvavire.
Mhiripiri chirimwa chinokura kuita kakwenzi, chichiita vana vanotsvuka kana kwaibva, chinoshandiswa kurunga muriwo kuti uvavire.
Maitakue vainge vazora mhiripiri mumaoko avo havo Vakatanga kuti "Shem, get well soon " vachimubata bata.
Kana tikatadza kuchengetedza rusununguko urwu tinenge tasvipira magamba mate ane mhiripiri mumaziso.
Vakadzi vanoruta nyama vaisirwa mhiripiri yakawanda.
sovori
Duramazwi
01 / 03mhiriswa
Mhiriswa karuzhowa kanovakwa kakakomberedza muti womuchakata unoitirwa mu- kwerera.
VerengaSwipe for the next word