KwaunobvaDuramazwiDdzikinura

Duramazwi

dzikinura

Zvinoreva

Kusunungura kana kurerutsira.

1

Kusunungura kana kurerutsira.

Mbuya Mhofu vakabva vapinda vave kuda kudzikinura.

Kudzikinura kubhadhara mari kana kupa chinodiwa kuti utore zvawambenge watorerwa.

Kudzikinura kubvisa chinhu chinenge chakatsikirira kana kuti chakadzvanyirira.

2

Kudzikinura kubvisa chinhu chinenge chakatsikirira kana kuti chakadzvanyirira.

3

Kudzikinura kubhadhara mari kana kupa chinodiwa kuti utore zvawambenge watorerwa.

4

Kudzikinura kuponesa munhu kana vanhu vanenge vari mumatambudziko. Jeso akadzikinura vanhu vose kubva kuzvivi zvavo.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzikinwa

Dzikinwa mafuta anosara paguyo panenge pakuyirwa dovi.

Verenga

Swipe for the next word