Duramazwi
-dzitira
Zvinoreva
Kuvharidzira chiedza.
1
Kuvharidzira chiedza.
Kudzikatira kuenda kana kumira pakati zvokuti chimwe chinhu chinenge chiri nechokuseri hachizoonekwi.
Kana makore adzikatira zuva anenge arivhara risisaonekwi.
Kana umwe akakudzikatira anenge akuita kuti usanzwa kudziya kwezuva kana kwemoto, achiita zvokuenda mberi kwako.
2

3

4

Zvakafanana
-dzitira
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzikinuka
Kudzikinuka kubva kwepanhu pakabata chaizvo. Bango rokutsindirwa nekongiri rakatozo-dzikinuka taita rokuchera.
VerengaSwipe for the next word