Duramazwi01 / 03dzitsiDzitsi rezwi ndiro mudzi unoumba izwi racho. Dzitsi rechiito chinoti _"takaona"_ ndi-on-.Verenga→
Duramazwi02 / 03dzitsinyiraKudzitsinyira kushandisa simba rose pakuita basa raka-rema rinoda kusumudza kana kusunda.Verenga→
Duramazwi03 / 03dzityaKuti dzitya kudzima komwenje kana kwemoto pakarepo paunenge wangodzimwa. Donhwe remvura rakadonhera pachibani ndokubva changoti dzitya.Verenga→