KwaunobvaDuramazwiDdzitya

Duramazwi

dzitya

Zvinoreva

Kuti dzitya kudzima komwenje kana kwemoto pakarepo paunenge wangodzimwa. Donhwe remvura rakadonhera pachibani ndokubva changoti dzitya.

1

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word