KwaunobvaDuramazwiNndande

Zvinoreva

Ndande imhando ye-mapfunde ane ruvara rutema.

Ndande ichubhu inovedzengwa, inozoshandiswa pakusungisa zvinhu kana kugadzirisa rekeni yokupfura zvinhu zvakaita seshiri.

1

Kubopa chinhu kuchisungirira panzvimbo uchishandisa gavi, tambo kana ndande.

Ndande itambo inotatamuka, inowanzoiswa muchiuno chezvikabudura kana zvimwewo zvipfeko.

Rabha musvi unokumwa wa mumuti, unogadziriswa matayi, ndande nezvimwewo.

2

3

Zvakafanana

bandara · rekeni · pira

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndandi

Ruvara rutema nenzira yeruzivo.

Verenga

Swipe for the next word