KwaunobvaDuramazwiNndandi

Duramazwi · zita

ndandi

Zvinoreva

Ruvara rutema nenzira yeruzivo.

1

Ruvara rutema nenzira yeruzivo.

Vakomana vaidhadha ndandi dzokupfurisa shiri nadzo.

Bhodhi chipfeko chechikadzi chine ndandi dzinosungwa kumusana, chinopfekwa kuti chitsigise mazamu asarembera.

Kudhadha kucheka chinhu chakaita sendandi kana dehwe uchiburitsa tutambo twakaita tudiki.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndandidza

Kundandidza kuronga zvinhu zviri mumutsetse, zvichibva kune rimwe divi zvichienda kune rimwe.

Verenga

Swipe for the next word