KwaunobvaDuramazwiNndanda

Duramazwi

ndanda

-runda

Zvinoreva

Kundanda kumisa vanhu kana zvinhu mumutsetse, kubva kune imwe nzvimbo kusvika kune imwe.

1

Kundanda kumisa vanhu kana zvinhu mumutsetse, kubva kune imwe nzvimbo kusvika kune imwe.

Mbudzi dzaiva dzakati farandanda mugura.

Dandanda ingoma yakakura zviri pakati nepakati, inenge yakavezwa kubva pahunde yomuti.

Kundanda kumisa vanhu kana zvinhu mumutsetse, kubva kune imwe nzvimbo kusvika kune imwe.

Zvakafanana

-runda

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndandama

Kana munhu achindandama anenge achitadza kunyatsodudza mazwi zvakanaka pakutaura.

Verenga

Swipe for the next word