Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dhudhu itsika yokugara vanhu vachingorwa.
1
Dhudhu itsika yokugara vanhu vachingorwa.
Vachati vakamobatanga vacharezvana vakazopedzisira yangova dhudhu.
Dhudhu rinoshandiswa kuvaka mudhaka remadziro kana pasi.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhudhubwi
Kuti dhudhubwi ruzha runoitwa nemvura kana ichipinda nepane kamuromo kadiki.
VerengaSwipe for the next word