KwaunobvaDuramazwiDdhudhubwi

Duramazwi

dhudhubwi

Zvinoreva

Kuti dhudhubwi ruzha runoitwa nemvura kana ichipinda nepane kamuromo kadiki.

1

Kuti dhudhubwi ruzha runoitwa nemvura kana ichipinda nepane kamuromo kadiki.

Chigubhu chakati dhudhubwi chichinyura mutsime.

Kuti dhudhubwi ruzha runoitwa nemvura kana ichipinda nepane kamuromo kadiki.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhudhudzira

Kana munhu achidhudhudzira chinwiwa anenge achichinwa asingazororeri.

Verenga

Swipe for the next word