KwaunobvaDuramazwiTturi

Zvinoreva

Kuti turi kuzadza mugomo nemvura kana nezviyo.

Kuti turi kumira wakanyarara, uchiratidza kutya nokusaziva zvokuita.

1

Kun'en'ena kuruma chinhu chakaomarara sebhonzo, uchiedza kusvisvina tumongo turi mariri.

Kuti turi turi kufamba munhu achikurumidza aine chaanenge ari kutsvaga.

2

Zvakafanana

turududu

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

turi-i

Kuti turi-i kuridza mhere inoenda kure. Patakanzwa mhere kuti turi-i, takabva taziva kuti kwaita njodzi.

Verenga

Swipe for the next word