Duramazwi
1
Kuti turududu kumira uchiita sewashaya zvokuita.
Kana munhu achinzi aita muturududu anenge atama kubva panzvimbo ndokurova zvachose.
2
Kuti turududu kumira uchiita sewashaya zvokuita.
Zvine chekuita
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03turuka
Kuturuka kutanga kunaya kunoita mvura pamavambo ezhizha.
VerengaSwipe for the next word