Duramazwi
Zvinoreva
Kuturuka kutanga kunaya kunoita mvura pamavambo ezhizha.
1
Kuturuka kutanga kunaya kunoita mvura pamavambo ezhizha.
Nyenze kambuyu kanorira, kanooneka nguva dzekupisa mvura yava kugadzirira kuturuka.
Kana munhu kana chimwe chinhu chichituturuka chinenge chichikura zvakanyanya.
2
Kuturuka kusvika pasina tarisiro.
Mazviita akangoerekana aturuka pamba, kubva kuHarare.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03turumu
Kuti turumu kutangisa kunaya kunoita mvura.
VerengaSwipe for the next word