Duramazwi
Zvinoreva
matare machinda amambo ndiwo anoturikira nyaya kuna mambo.
Kana mukadzi akaturikwa anenge akashandisirwa mushonga kuti asabereka.

Kana n'ombe ichinzi yaturikira inge yaramba kusisa asi iyo ine mukaka wakawanda muzamo.
Katurikwa katemo kadiki kaunofamba wakarembedza, kunotema kwacho kuri papfudzi.
Mudhanga idara rakagadzirwa namapango panofanoturikwa nzungu dzakamirira kuzotanhaurwa.
Kana mukadzi akaturikwa anenge akashandisirwa mushonga kuti asabereka.
Katurikwa katemo kadiki kaunofamba wakarembedza, kunotema kwacho kuri papfudzi.
Mudhanga idara rakagadzirwa namapango panofanoturikwa nzungu dzakamirira kuzotanhaurwa.
Kuti nyezu nyezu kufamba-famba kunenge kuchiita hembe inenge yakapfekwa kana kuturikwa.
Zvakafanana
dzvirira · -turika · -sungwa
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03turira
Kuturira kupa umwe basa rokuita, rawanga uchifanira kuita iwe.
VerengaSwipe for the next word