Duramazwi
Zvinoreva
Kuti tupwi kusvakuka kunoita museve kubva pauta.
1

Kuti tupwi kureba zvinoonekera kupfuura zvimwe zvose. Mudhorobha unogona kuona imba imwe yakati tupwi pamusoro peguta.
2

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tupwii
Kuti tupwii kupararira kwemarimi emoto uchipisa nzvimbo huru.
VerengaSwipe for the next word