Duramazwi
Zvinoreva
Kuti tudzu kungoerekana munhu ava panzvimbo yakakwirira.
1
Kuti tudzu kungoerekana munhu ava panzvimbo yakakwirira.
Takamuona ati tudzu pamusoro pechuru.
2
Kuti tudzu kureba zvokupfuura zvimwe zvose.
Imba yemuzinda webhangi guru remuZimbabwe yakati tudzu muguta reHarare.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tudzuka
Kutudzuka kukaruka wangoonekwa.
VerengaSwipe for the next word