Kwaunobva/Duramazwi/T/tudura
Duramazwi
Kutudura kudhonza chimwe chinhu kubva pakadzika.
tudyo
snack
tudyu
Kuti tudyu kubaya nebanga kana mumwe mudziyo wakapinza.
tudzu
Kuti tudzu kungoerekana munhu ava panzvimbo yakakwirira.
Swipe for the next word