KwaunobvaDuramazwiTtudyo

Duramazwi · zita

tudyo

snack

Zvinoreva

Tudyo zvinhu zvekudya zvakasiyana-siyana, zvokungodyira kunakirwa, zvisiri zvokutsvaka kuguta.

1

Kuseredzera kunwira-nwira kana kudya tudyo twakareruka, mushure mokunge wapedza kudya sadza kana kumwewo kudya kunogutsa.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tudyu

Kuti tudyu kubaya nebanga kana mumwe mudziyo wakapinza.

Verenga

Swipe for the next word