KwaunobvaDuramazwiWwetsa

Duramazwi

wetsa

-wetsura

Zvinoreva

Kukonzera kutadza panyaya.

Kuvhomora.

1

Kukonzera kutadza panyaya.

Kana uchidzvondora unenge uchifambisa-fambisa mboni wakawetsa maziso.

Kana munhu akawetsa maziso anenge aabudisa panze zvakanyanya nokuda kokutya kana kushamisika.

Kuwetsa munhu nembama kumurova nayo zvakasimba chaiZVO.

2

3

4

Zvakafanana

-wetsura

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wetsambochena

Kana munhu achinzi ndewetsambochena anenge ari murombo zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word