Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati maziso wetsu anenge aabudisa achidzvokora, achitaridza kuvhunduka kana kushamiswa.
1

Mai Mhofu vakarwadziwa zvisingaite kwave kuti mhere kwetsu yaivharira imba yose.
Vose vakaverenga maitakue vakangoti mhere kwetsu.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wetsura
Kuwetsa.
VerengaSwipe for the next word