Duramazwi · zita
Zvinoreva
Wetirumu imba inofanogara vanhu vakamirira kuti nguva dzezvavanoda dzizokwana.
1

Chiremba achauya garai muwetirumu.
Wetirumu imba inofanogara vanhu vakamirira kuti nguva dzezvavanoda dzizokwana.
Wetirumu imba iri pachi-teshi chechitima inogara vanhu vakamirira kukwira kana kuti vachangoburuka.
2

Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wetsa
Kukonzera kutadza panyaya.
VerengaSwipe for the next word