Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tengi mudziyo uri pachimwe chinhu kana kuti wakagara wega, unochengeterwa kana kugara zvinhu zvakaita sepeturu kana mvura. Tengi rangu raderera regai ndimire apo ndinwise mota peturu.
1
Tengi mudziyo uri pachimwe chinhu kana kuti wakagara wega, unochengeterwa kana kugara zvinhu zvakaita sepeturu kana mvura. Tengi rangu raderera regai ndimire apo ndinwise mota peturu.
Uyu mushandi anongoita mari yake yekutenga chikafu chete asingatengi kana midziyo yekushandisa.
Pane zvokutengeserana kuparadzira zvinhu kuzvifambisa kuenda kwese kwese kwazvinodiwa nevatengi.
Kana mota ichinwa peturu inenge ichiiswa peturu mutengi mayo.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tenha
Kana uchitenha zvipfuyo unenge uchizvifambisa uchizviendesa kwaunoda iwe.
VerengaSwipe for the next word