KwaunobvaDuramazwiCchionwa

Zvinoreva

Chirongwa chokutarisa muchiona.

1

Chirongwa chokutarisa muchiona.

Chionwa chinhu chinenge chiri pachakaiswa kuti chitariswe, kazhinji chichiyevedza.

Chionwa ndechose chinoshandiswa muzvinyorwa kujekesa zvinenge zvichitsanangurwa, kazhinji kana zvakabuda patsvagurudzo.

2

Chionwa chinhu chinenge chiri pachakaiswa kuti chitariswe, kazhinji chichiyevedza.

3

Chionwa chikamu chemutambo, bhaisikopo kana bhuku, mukati macho munova ndimo munoitika zvinhu zvakawanda zvichiteverana.

4

Chionwa ndechose chinoshandiswa muzvinyorwa kujekesa zvinenge zvichitsanangurwa, kazhinji kana zvakabuda patsvagurudzo.

Kana chinhu chichinetsa kutsanangura, chinogona kujekeswa nokunyora mufananidzo wokushandisa sechionwa.

Zvine chekuita

chirongwa

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiora

Chiora ruvara rwakatsvukuruka zvekuda kusvibirika rwunowanikwa pamhuka dzakaita semabhiza.

Verenga

Swipe for the next word