KwaunobvaDuramazwiMmwiro

Zvinoreva

Kuti mwiro kunyarara zviya zvekusambotaura kana kuita karuzha kanonzikwa.

1

Kana munhu achinzi angoti mwiro-mwiro, anenge apedza nguva refu asina kumboonekwa kana kutaurwa naye chero nenzira ipi zvayo.

Apa aive akuchinyatsoona kushata kwezvinhu manje nekuti matsamwiro amaiguru vake aiona kuti vaigona kuzongomuuraya.

Zvakafanana

mwii

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwiro mwiro

Kana munhu achinzi angoti mwiro-mwiro, anenge apedza nguva refu asina kumboonekwa kana kutaurwa naye chero nenzira ipi zvayo.

Verenga

Swipe for the next word