KwaunobvaDuramazwiMmwira

Duramazwi

mwira

Zvinoreva

Zvidzidzo zvezviwanikwa.

Kana munhu anyura mumvura akamwira, anenge amedza mvura yakawanda inozozara mudumbu make.

1

Zvidzidzo zvezviwanikwa.

Chokwadi munhu angatsamwira kuti ndagezera chii mumukanwa nemvura yandapiwa?.

Haana kuda zvehondo hake coz ainyara BaTakue nyangwe anga akavatsamwira.

Mudzidzisi akatsamwira mudzidzi akange akwachura bepa mubhuku rokunyorera.

2

Kana munhu anyura mumvura akamwira, anenge amedza mvura yakawanda inozozara mudumbu make.

Chokwadi munhu angatsamwira kuti ndagezera chii mumukanwa nemvura yandapiwa?.

Haana kuda zvehondo hake coz ainyara BaTakue nyangwe anga akavatsamwira.

Murume anoda mudzimai wake haafaniri kumuramwira zvokudya.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwirira

Kana mvura ichimwirira muvhu inenge ichinyura pasi, i-singayereri.

Verenga

Swipe for the next word