Duramazwi
Zvinoreva
Inzwi rinoshandisirwa pakutsanangura ruzivo.
1
Inzwi rinoshandisirwa pakutsanangura ruzivo.
Mhirizhonga imheremhere inoitwa nevanhu vanenge vakatsamwidzana.
Uku kumwidzana doro kubva muchikari chimwe chete kunoita vanhu.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mwii
Kana munhu akanzi anga akati mwii, anenge apedza nguva refu asina kumbotaura kana shoko rimwe chete.
VerengaSwipe for the next word